Munhu wese anobvuma kuti nhengo dzemuwiri yedu dzakaita semaziso, nzeve, pfungwa uye nemwoyo, dzine chinangwa.Saka hazvina musoro here, kana tikativo iye munhu pachake zvakare ane chinangwa? Naizvozvo mubvunzo unokwanisa kuuya...
Continue Reading
Nhanganyaya yekutenda kukuru kwemaMuslim kunozivikanwa kunzi "Misimboti mitanhatu yechitendero" iyo inosanganisira kutenda muna Mwari, mungirozi, mumabhuku akazarurwa, muVaporofita, muzuva rekutongwa, uye nemuzviitiko. Uye inhanganyaya yenzira shanu huru dzekushumira dzinozivikanwa kunzi...
Continue Reading
Ongorora mhinduro yemimwe mibvunzo yagara ichibvunzwa yakafanana neiyi: ndechipi chinangwa chehupenyu? Chii chinonzi Islam uye maMuslim ndevapi?Ko Allah ndiani? Ko Muhammad ndiani? Ko Korani chii? Ko maMuslim vanotenda vachiti kudii...
Continue Reading
Wana tsanangudzo yakakwana nezvenyaya dziri maererano nezva Jesu: Jesu akange ari Mwari here, kana kuti akatumwa naMwari? Ko, Jesu chaiye wemunhoroondo ndiani? Kana Makristu vachiti Jesu mwanakomana waMwari, izvozvo zvinombonyatsorevei?Korani...
Continue Reading
Ongorora umwe humboo hunotsigira ruzivo rweSainzi rwakazarurwa muKorani Dzvene mumakore anokwana chiuru chimwechete nemakore mazana mana adarika uye humboo uhwu hwakatanga kuonekwa munguva pfupi yadarika kuburikidza nemishina yakavandudzwa neruzivo rweSainzi....
Continue Reading
Ko Islam inodzvanyirira vakadzi here? Tsvaga zvinotaurwa neIslam maererano nekodzero dzevakadzi, inopavo ruenzaniso sei, bvunzurudzo, mibairo yakafanana, kudzika mabasa, kukurudzira vakadzi kuti vave vakadzidza, vangave sei nekodzero dzekuzvisarudzira varume vavo,...
Continue Reading
Ongorora kuti uzive kuti Muporofita Muhammad (Rugare Ngaruve Kwaari) akange ari ani kuburikidza nekudzidza tsika dzake dzinoremekedzeka.Dzidza nezve utumwa hwake hwenyasha, madzidzisiro aakaita nezvekuregerera, kuenzanisa, uye nekugamuchira, achiratidza rupfave neunyoro....
Continue Reading