Ko Chinangwa chehupenyu ndechipi ?
By IREA
0 min read
8
Description:
Munhu wese anobvuma kuti nhengo dzemuwiri yedu dzakaita semaziso, nzeve, pfungwa uye nemwoyo, dzine chinangwa.Saka hazvina musoro here, kana tikativo iye munhu pachake zvakare ane chinangwa? Naizvozvo mubvunzo unokwanisa kuuya mupfungwa dzedumaereranonezvechinangwachehupenyundewekuti, "Ko, takambobvakupi?" kotakangoerekanatavapo here kana kuti pane anehungwaru, Musiki? Ongorora zvakawanda.