Islam mibvunzo ne mhinduro

By IISNA
0 min read
10

Description:

Ongorora mhinduro yemimwe mibvunzo yagara ichibvunzwa yakafanana neiyi: ndechipi chinangwa chehupenyu? Chii chinonzi Islam uye maMuslim ndevapi?Ko Allah ndiani? Ko Muhammad ndiani? Ko Korani chii? Ko maMuslim vanotenda vachiti kudii nezvaJesu nevamwe Vaporofita?Ko sei zvinhu zvakaipa zvichiitika? Ko chii chinombonzi Jihad? Ko Islam inoregerera here nyaya yechitororo? … nemimwe mibvunzo. Ko izvo zvitendero zvese zvakafanana here uye Islam inoona sei vakadzi? Munhu anofanira kugamuchira hukuru hwaMusiki uye kuvandudza nekuchengetedza hukaama hwepedyo naye zvichiburikidza nekumuteerera.

More articles about ""

More books about ""

More videos about ""